Chabarika
Chabarika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Benson Chabarika; Simbarashe Chabarika; Tariro Chabarika.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaZigula vanoti kuhwina kana kubalika (v. pulsate; to throb) kureva kubarika?.
- Bambara vanoti barika (vi. grow strong, powerful, or sturdy;). Mamwe mazwi: barika (n. 1. blessing; 2. strength, power; 3. value).
- Kolokuma Izon inoti bari (v. do something again) kureva kuita zvakare. Fananidzai nokuti barika.
- Kolokuma Izon inoti bari (do something an extra time beyond the normal number of times; e.g. Plant land for a second year before allowing it to lie fallow).