Kutsvitsa

(runangakatsva kubva kuChakafishika)

Shoko rokuti kutsvitsa kana kuti kuvanza (being secretive) rinoreva kuita zvinhu muchivande uchivanzira vanhu vari munharaunda.

Saka pano tingaturikira secret tichiti chakatsvitswa kana kuti chitsvitswa.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Zvirevo chinjirudza

  • Kurebesa muromo unodya chomwedzi, cherima hauchiwani. If you talk too loud and too much, you will (only) eat something done in moonlight but not something done in darkness.
  • Kurebesa muromo unodya chedemo, chebanga hauchiwani. If you talk too loud and too much, you will (only) eat something cut with an axe but not with a knife.
  • Kutengana imbwa chiverevere mangwana munorwira changadzo. If you make a deal over a secret, you will fight about the leash tomorrow.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaGiryama vanoti ku-fitsa (v. to conceal from a person). VaGulu vanoti ku-fisa (v. to hide).
  • VaYao vanoti mapeto (a secret). VaZigula vanoti chinyere (secretly). VaZigula vanoti mafiso (n. secret).
  • VaZigula vanoti siri (secret) kureva mberembere. Sokuti Siri ya wantru waidi yafisika. - Secrets of two people are hideable.