Chakali mutauro weGur unowanikwa muGhana.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Chakali inoti tama (small, few) kureva shoma. Fananidzai nokuti nhamo?
  • Chakali inoti tasa (n. iron bowl, water basin) kureva kapu.
  • Chakali inoti tambʊ (n. absorbent cloth material used as nappy) kureva mutambho.
  • Chakali inoti tuma (n. work) kureva basa.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Chakali inoti dama (v. to disturb, trouble, or both) kureva kuvhiringa.
  • Chakali inoti talala (ideo. flat) inyaudzosingwi inoreva kuti sandarara.
  • Chakali inoti guti (v. fold, rewind, roll up; to coil) kureva kupeta.
  • Chakali inoti jowa (n. market) kureva musika. Mamwe mazwi: goro (n. circle) kureva denderedzwa.
ChiShona Chakali English
Posi dieke One
Piri ɲɛwã Two
Tatu tooro Three
Ina naase Four
Shanu ɲɔ Five
Tanhatu loro Six
Nomwe lupe Seven
Sere ŋmɛŋtɛl Eight
Pfumbamwe digiituo Nine
Gumi fi Ten

[1]

  1. https://library.oapen.org/bitstream/id/2be4193d-d5e9-4e7e-b1dc-5685f7bcc703/631255.pdf