Chakota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Alan Chakota, Keddy Chakota; Helen Chakota.
  • Mazwi ari pedyo: Makota, Mukoto, Chikota.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.