Chigumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Gumba kana magumba (1. Slander; 2. Talebearing; 3. Harmful gossip; backbite; 4. ill reports) apa kureva makuhwa kana kunyeya. Kutaura gumba hakuna kururama kunoputsa hukama. Kutaura gumba.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti chigumba (tip of an arrow) vachireva munzi wemuseve.
  • VaGiryama vanoti kigumba (n. barb, arrow head) vachireva munzi wemuseve.
  • VaKongo vanoti kugumba (slander, vilify, talk behind one's back; scandalize; calumniate) vachireva munzi wemuseve.