Chimupika
Chimupika kana Chimpika izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nyarai Chimupika; Elina Chimupika; Linet Chimupika; Veronica Chimupika.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lozi vanoti mupika kana siwaya (n. aluminium sauce pan). VaWabo vanoti mpika (n. bucket, pail; water pot).
- VaMambwe vanoti cimpika (animosity, resentment, grudge) vachireva ruvengo kana daka.
- VaKongo vanoti mpika (n. slave) kureva muranda. Mamwe mazwi: bumpika (slavery) kureva huranda.
- Yao vanoti mpika (n. boundary; border of a country). Nyaneka inoti omupika (n. slave) kureva muranda.