Chiny'ai
(runangakatsva kubva kuChin'ayi)
Chiny'ai (ku Chingezi: soot) kana chin'ai zvinoreva mhukutu yetsito inobatirira panhungo nehuswa hwakapfirira imba, zvikurusei mukicheni.