Chipari sezita
Chipari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Faith Chipari; Vinas Chipari; Selina Chipari; Nyasha Chipari.
- Mazwi ari pedyo: Chipari.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Kwanyama inoti mbali (n. Two) kureva mbiri. Herero vanoti vari, mbari, tuvari (n. two) kureva mbiri.
- Luwanga inoti imbalikha (polygamy; jealously) kureva barika. Lubukusu inoti eembalikha kureva barika.
- Teke-Tege inoti kapàrì (n. part, partition) kureva chikamu. Gyeli inoti baala (repeat) - fananidzai nokuti barika?
- Lenje inoti mupali (n. 2nd or 3rd wife in polygamy), mukadzi wepiri kana wetatu pachipari.