Chirwirangwe
Chirwirangwe (n. combined effort, alliance) kureva kukutsirana pakuita basa kana pakurwa hondo.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Vana vakaita chirwirangwe chokukutsirana munhu ainge arwisa baba vavo.
- Vakakutsirana kutenga gejo munguva yechirimo.
Mitauro YeBantu
chinjirudza- VaMambwe vanoti kaungwe (n. a gathering). Mamwe mazwi: iungwe (a gathering of people assembled for any purpose).
- VaGiryama vanoti ku-gwira (v. to hold; seize the property of a person). VaGiryama vanoti ku-gwizanya (to make accord).
- VaGiryama vanoti ku-gwirana (be joined, stick together) kureva kubatana. Mamwe mazwi: ku-gwirana (v. make an alliance) kuita chirwirangwe.
- VaChewa vanoti gwira (to grasp; to hold; to catch). Gwira nchito - to work. VaGulu vanoti kutanganila (to make an alliance).
- Venda vanoti pfano (n. alliance). Mamwe mazwi: -pfana (v. agree). Pfano (n. agreement). Sangho vanoti mbere (n. alliance, pact).