Mazwi okuti chitendeso kana rutendo ari kushandiswa kutaura chitendero chemunhu chaanodaira kwachiri achitevedza saicho chinotonga sarudzo dzaanoita muhupenyu hwake.

  • Kugondeka (faithfulness) apa zvichireva kutendeka - iri izwi rinotaurwa kuChiNdau.
  • Dendeso kana tendeso (cause for belief) zvichireva icho chinosaka utende.
  • Nhendedzero (superstition; pretence belief) kureva kutenda kusina kurevesa, kungava kwehunyengeri kana kutenda zvinhu zvisina idi mazviri zvemanyepo.
  • Mutendi kureva munhu ane rutendo - anganzi zvakare ane rudaviro kana rubvumiro.
  • Kunyunyuta (to doubt) zvichireva kutsutsumwa kana kururumwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaWanga vanoti omwisikwa (adj. trustworthy; faithful; reliable) vachireva munhu akatendeka. Ko Rusike?
  • VaWanga vanoti omwitsikhulu (grandchild) vachireva muzukuru.