Ruvimbo

(runangakatsva kubva kuKugondeka)

Ruvimbo (faith), chigonda (trust) kureva moyo unotenda mune munhu kana boka revanhu kuti vakavimbika pane zvavanoita kana kutaura.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kuvimbika (trust worthy) kureva kutendeka kana kuva paidi mukutaura nokuita.
  • Chivimbiso
  • Chitendeso
  • Kutembeka
  • Kudzvanhuka kana kurasisa (Let someone down who trusts. Be unworthy of trust placed in one).
  • Gonda (hope, trust).
  • Kugondeka (to be faithful).
  • Mugondeki kana muvimbiki (one who can be trusted)
  • Mugondeki; mugondiki (trusted one; trustee) -> Vagondiki; vagondeki (trusted ones; trustees)

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Gonda chako chin'wango, chokukumbira hachina ndima: put your trust in your own tools, an old hoe you borrow from someone is recalled by its owner before you can finish weeding a part of the field.
  • Kugondeka kuna Mwari: to be faithful to God.
  • Mbimba kana manyemwe (Exaggerated self-confidence) Ane mbimba: he is self-assured. Kunozoita inonzi mbimbindoga uyu ari munhu anozvitemba iye pachake.
  • Psalm 146:5, Unomuchena uwo kudetswa kwake ndiMwari waJakobe, uwo gonda rake riri muna Mambo Mwari, Mwari wake: Blessed are those whose help is the God of Jacob, whose hope is in the Lord their God. (kubva muBhaibheri reChiNdau.
  • Ndakagonda munaMambo Mwari: I have trusted in the LORD. (Nduyo 26:1, Bhaibheri reChiNdau.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaMambwe vanoti -palila (to hope, rely upon, trust, hope, expectation) kureva kuvimba kana tariro.
  • VaFwe vanoti kusepisa (to promise) kureva kuvimbisa. VaFwe vanoti kusepa kana nsepo (trust, hope) kureva tariro..
  • VaLozi vanoti sepa (v.t. to trust, to be confident in, to rely on) vachireva kuvimba nanhingi. VaLozi vanoti -sepahala (to be trustworthy) kureva kuvimbika.
  • VaLenje vanoti chisepo (Edible wild plants, roots, fruits) vachireva michero yesango inodyiwa.