Kutukana
(runangakatsva kubva kuChituko)
Kutukana (to quarrel, to insult each other) zvichireva kutaudzana zvakashata nemashoko anorwadza ekunyomba kana kushora kana kurwadzisa.
- Kutuka (to scold, to insult, to revile).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Kinyarwanda vanoti gutuka (to insult, to revile, to curse, to slander). VaGiryama vanoti mahukano (to abuse or revile each other).
- VaWanga vanoti okhusolana (quarrel, squabble) kureva kusorana.
- Zigula vanoti tukano kana matukano (Insult, abuse, derogatory) kureva kutukana.
- Luganda inoti kolima kana kolimira (curse; utter curses) kureva kutuka. Sangho vanoti zonga (v. curse) kureva chituko.
- Kikongo vanoti ndevo (a curse, an abuse) kureva kutukana. Herero inoti tonda (abominate; curse; swear) vachireva kutuka.
- Lunda vanoti shina (v. curse) kureva kutuka. Nyaneka vanoti ndaka (obscenities, indecencies. injuries) kureva zvinyadzi.
- Lozi inoti tukufala (to be worried; to be in pain). Lozi inoti tukufaza (to worry, to torment, to tease).
- Lozi inoti mutukufazi (one who torments or causes worry). Uyo Ibibio vanoti tok (v. curse; use abusive words) kureva kutuka.