Chivavatara

(runangakatsva kubva kuChivata)

Chivavatara (Even, Smooth, Uniformity of height or growth) zvinotaura zvinhu zvakakura zvakaenzana zvakanatsa kuti chechetere. Zvichida shoko iri ndiro rakakodzera kuturikira chinonzi equivalent kuEnglish?

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Tarisai chivata chorukweza - apa kureva kuti rukweza rwakanatsa kuti chechetere kuenzana.
  • Enda unogerwa naMukoma Irikidzai, vanosiya vhudzi rakanatsa kuti vavatara.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaKongo vanoti -babama (a. flat, plain) vachireva kuvavama. VaKongo vanoti babama (v.i. be flat) vachireva kuita chivavama.
  • VaYao vanoti chiwata (flat piece of ground). VaTonga vanoti elana (adj. flat) vachireva kuti chivavatara.
  • VaZigula vanoti kudeleka (be smooth). Mamwe mazwi: -deleka (adj. smooth). Kudelesa (v. make smooth).
  • ChiFiji vanoti vavata (adj. likeness; like, the same or one; to be equal with; uniform). Mamwe mazwi: vavata (v. to coincide).