Chivavatara
(runangakatsva kubva kuVavatara)
Chivavatara (Even, Smooth, Uniformity of height or growth) zvinotaura zvinhu zvakakura zvakaenzana zvakanatsa kuti chechetere. Zvichida shoko iri ndiro rakakodzera kuturikira chinonzi equivalent kuEnglish?
- Kuita sandairira, kuita chivata kana kuita rudenderende (be shallow).
- Chigu (Shallow vessel).
- Kuita chivata (have short legs; to be low; to be flat).
- Kuvavatadza (make to lie flat on the ground).
- Kuti vavatara kana kuita chivavatara (lie flat on the ground, as of some lizard).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Enda unogerwa naMukoma Irikidzai, vanosiya vhudzi rakanatsa kuti vavatara.
- -sandarika; -tsenzereka, kuchechetera (be even - of surface)
- Kuchechetedza (to level, to even out, to smooth off).
- Yakati chechetera kana yakachechetera.
- -dzamirika (Be uneven of surface upon which one sits- panodzamira. 2. M Be, or be able to be, erected pole).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaKongo vanoti -babama (a. flat, plain) vachireva kuvavama. VaKongo vanoti babama (v.i. be flat) vachireva kuita chivavama.
- VaYao vanoti chiwata (flat piece of ground). VaTonga vanoti elana (adj. flat) vachireva kuti chivavatara.
- VaZigula vanoti kudeleka (be smooth). Mamwe mazwi: -deleka (adj. smooth). Kudelesa (v. make smooth).
- ChiFiji vanoti vavata (adj. likeness; like, the same or one; to be equal with; uniform). Mamwe mazwi: vavata (v. to coincide).