Deka sezita

Deka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja vanoti kudeka (to settle, as water; also of heart or mind; to be quiet) kureva kugadzikana.
  • Mang'anja vanoti deka (trap for mice or rats) kureva muteyo wembeva kana makonzo.
  • Ewe inoti ɖeká (one) kureva posi.