Ewe mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana neTogo.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Ewe inoti nú (thing, matter; something) kureva chinhu. Mamwe mazwi: ta (n. head) kureva musoro.
  • Ewe inoti ati (tree) kureva muti. Fananidzai nokuti muti.
  • Ewe inoti tsi (n. water) kureva mvura. Fananidzai neChewa inoti madzi kureva mvura.
  • Ewe inoti gatsi (n. spoon). Fananidzai nezita rokuti Gatsi
  • Ewe inoti asi (n. wife) kureva mukadzi.

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Ewe inoti kɔ̌ (high, tall) kureva kureba. Mamwe mazwi: kɔ́kɔ́ (high, tall) kureva refu. Kɔ́kɔ́tɔ (the tall/high one) kureva murefu.
  • Ewe inoti sẽ̌ (strong, hard, difficult) kureva kukukuta. Mamwe mazwi: sésẽ́ (strong, hard, difficult) kureva chikukutu.
  • Ewe inoti fǎ (cold, cool) kureva kutonhora. Mamwe mazwi: fáfá/fáfɛ (cold, cool) kureva chinotonhora.
  • Ewe inoti lolo (big, large, fat) kureva hombe. Mamwe mazwi: lolǒ (big, large, fat) kureva chihombe. Lolǒtɔ (the big one) kureva muhombe.
  • Ewe inoti didi (long) kureva kureba. Mamwe mazwi: didǐ (long) kureva refu. Hǎho (communal, common to all).
  • Ewe inoti bɔbɔ (v. soft) kureva kupfava. Mamwe mazwi: bɔbɔe/bɔbɔ̌ (adj. soft) kureva chakapfava
  • Ewe inoti sɔe (small, little) kureva kudupuka. Mamwe mazwi: sɔě (small, little) kureva chidiki.
  • Ewe inoti nyǒ (v. nice, beautiful) kureva kunaka. Mamwe mazwi: nyúí (from nyóé) (adj. nice, beautiful) kureva chakanaka.
  • Ewe inoti nyě (to be something) kureva kuva chinhu. Mamwe mazwi: nyateƒé (n. fact, truth).
  • Ewe inoti va (to come) kureva kuuya. Mamwe mazwi: yi (to go) kureva kuenda.
  • Ewe inoti tsǒ (to come from) kureva kubva ku. Mamwe mazwi: dzatá (lion) kureva shumba.
  • Ewe inoti avě (n. forest) kureva sango. Mamwe mazwi: du (n. town, village) kureva musha.
  • Ewe inoti tsyɔ̃e (to be pointed) kureva kutesva. Mamwe mazwi: té, gome, ɖome (underneath; under, underneath; to be under s.o.) kureva kutsi.
  • Ewe inoti nyi (n. cow) kureva mombe. Mamwe mazwi: nótsi (n. milk) kureva mukaka.
  • Ewe inoti dzi (on; surface; horizontal) kureva kungangavara. Mamwe mazwi: ƒo (on; surface).
  • Ewe inoti nu (at; entrance, edge) kureva pamukova. Mamwe mazwi: dome (between, among, amidst).
  • Ewe inoti ŋúti, ŋú (at, on; surface (vertical). Mamwe mazwi: títína (in the middle of; centre).
  • Ewe inoti tó (at the edge of; edge (e.g. of a bank of a river)). Mamwe mazwi: tǎ (above, over, on top of).
  • Ewe inoti ŋkúme (on, at; before; face, surface (of mirror, cloth, water)). Mamwe mazwi: dziƒó (heaven; surface above).
  • Ewe inoti abɔ́tǎ (shoulder - top of arm). Mamwe mazwi: me (in) kureva mu-. Nuku (n. seed, crop).
  • Ewe inoti nɔnɔme (n. form, shape, condition, character). Mamwe mazwi: ƒome (n. family) kureva mhuri.
  • Ewe inoti Máwú (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: nya (n. word, matter).
  • Ewe inoti tɔƒo (surface of water - e.g. river, lake, sea)). Mamwe mazwi: tɔ (river, sea, lake; any large collection of water)
  • Ewe inoti gomelã̌ (tinned meat/fish) kureva nyama yemugaba. Mamwe mazwi: tsikɔ́, tsikɔ́wuame (n. thirst).
  • Ewe inoti tǎ nú (to draw/paint something). Mamwe mazwi: zi (times - like in zi blaeve ‘twenty times’).
  • Ewe inoti tédzí (n. donkey, ass) kureva mbongoro. Mamwe mazwi: kátã́ (all) kureva zvose.
  • Ewe inoti tsã́ (formerly, previously). Mamwe mazwi: bubu (other). De (home). Vaválá (one who comes).
  • Ewe inoti ɖoɖó (order, arrangement). Mamwe mazwi: dzĩ; dzĩe (red) kureva tsvuku.
  • Ewe inoti dɔ̌wɔlá (worker) kureva mushandi. Mamwe mazwi: tá (n. lake, pond) kureva nyanza kana dziva.
  • Ewe inoti dzidzɔ̌ (n. joy, mirth) kureva mufaro. Mamwe mazwi: xɔ́lɔ̃ (n. friend) kureva shamwari.
  • Ewe inoti mɔ́ɖeɖe (n. permission, permit) kureva mvumo. Mamwe mazwi: bali (n. valley).
  • Ewe inoti teƒé (n. place, times as in 2 times 3) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: siká (n. gold) kureva ndarama.
  • Ewe inoti sikágbá (n. golden plate) kureva ndiro yendarama. Mamwe mazwi: siká (n. gold) kureva ndarama.
  • Ewe inoti dada (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: fofo (n. father) kureva baba.
  • Ewe inoti kɔ́ƒé (n. village, cottage, hamlet). Mamwe mazwi: nútome (n. region, district). Yéyě (new, fresh).
  • Ewe inoti vevé (n. pain, bitterness, bitter) kureva marwadzo kana kuvava. Mamwe mazwi: dziláwó (n. parents) kureva vabereki.
  • Ewe inoti ame (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: gbadza (flat large surface). Ké (same - as in gbemágbe ké ‘that same day’).
  • Ewe inoti kotókó (n. porcupine) kureva nungu. Mamwe mazwi: vávã̌ (truly, really, honestly).
  • Ewe inoti sẽẽ́ ́(a little while).

Nhamba chinjirudza

  • Ewe inoti ɖeká (one) kureva posi. Herero inoti oku-teka pamue (sameness, equality).
  • EWe inoti eve (two) kureva piri. Mamwe mazwi: nú ɖeká (one and the same thing) kureva chinhu chimwe.
  • Ewe inoti etɔ̃ (three) kureva tatu. Mamwe mazwi: ene (four) kureva ina.
  • Ewe inoti atɔ̃́ (five) kureva shanu. Mamwe mazwi: adé (six) kureva tanhatu.
  • Ewe inoti adrẽ́ (seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: enyí (eight) kureva sere.
  • Ewe inoti asíéke (nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: ewó (ten) kureva gumi.

[1]

  1. https://philtypo3.uni-koeln.de/sites/inst_afrika/pdf/BASIC_EWE_2nd_ed.pdf