Duramazwi reChikalanga repaWikipidhiya
Peji rino ndere mashoko eChikalanga anogona kunge akashandiswa kuvamba mashoko matsva eChishona uye nekuzivisa Vashona mutauro weChikalanga uye kufanana kwawo neChikaranga.
Duramazwi chinjirudza
A chinjirudza
B (kureva "V" weChishona) chinjirudza
B weChikalanga ndi V weChishona uye Bh weChikalanga ndi B weChishona.
- Bunguka - kureva kuvunguka - kushanduka kwemuvara wechinhu kuita kakutsvukirira.
- butha - kureva kuwusha - kuzorora kwemhuka
- butuka - kugadzirisa kana kunatsiridza chinhu.
- buya - kudzoka, kuhwirira
- buya-moyo - kureva kusvotwa kana kunenga
- buyilila - kuhwirira, kudzokordza
- buza - kureva wuza
- bufa - kureva rifa / ifa
C chinjirudza
D chinjirudza
- dabga - mhando yeshiri, pamwe Chikaranga chinogona kunge chineshoko iri.
- dhumila - kureva shumira - zvichireva kutenda Mwari
E chinjirudza
- ezela - kureva kuvata
- ezedza - kurarisa mwata
F chinjirudza
- funye - kureva pfunye / funye
- fumula - kureva funura
- fupa - kureva pfupa / fupa
- furisilaxa - tambo yakatetenuka kuchigumo kwehwipuro
G chinjirudza
- gaberi - kureva kamba, svcamba
- gagadzahamba - kureva gakandye
- guni - kureva guni
- gwili - kureva gwiri
- gwilikwiti - kureva gwirikwiti
H chinjirudza
I chinjirudza
J chinjirudza
K chinjirudza
- kudzimu - kureva denga, uzuru, nyikadzimu
- khuwa (ikhuwa) - kureva Chingezi, pamwe kubva pashoko reChikaranga rekuti Mukiwa kureva murungu, saka vanoti mutauro wacho Chikiwa.
- kotoshio - mhando ye zizi ridoko.
- kula - kureva Mabargwe sepaChikaranga.
L chinjirudza
- lulimi - kureva lurimi / rurimi no mutauro
- likhwa - kureva ripxa pamwe
M chinjirudza
N chinjirudza
- nasi - kureva nhasi
- natsha - kureva nakisa, kunasa/kunasis
- ndalo - bonde
Ng' chinjirudza
- Ng'ina - kureva
- ng'wedzi kureva mwedzi, n'wedzi
O chinjirudza
P chinjirudza
- palo = svomhu
- pampiri - kureva zanhi
- phou - kureva mhou
- pkhanya - kureva pxanya
- psayila - tsvaira
R chinjirudza
S chinjirudza
- sasi - sasi
- seba - kureva seva
- shaba - kureva shava
- shanga - tsanga/shanga
- shinga - kureva ksuhanda
- shoni - kureva tyoni/tloni, uye kureva zve ushoni (kunyara)
T chinjirudza
- toronko - kureva tirongo
U chinjirudza
V chinjirudza
- vakacha - kureva vhakacha
- vu - kureva ivhu
W chinjirudza
- wa - kureva kuwa, kudonga
X chinjirudza
- xalasi - kureva girazi
- xarawu - kureva foshoro, spades
- xwabha - kurenya nyama yakaomeswa
Y chinjirudza
- yeela - kureva hesi
Z chinjirudza
- zana - kureva kudzana, kutamba
- zanga -
- zebe - kureva zhebe / nzeve
- zhalima - kureva dima/rima
- zhuba - kureva zuva
- zwimba - kureva zvimba