Dzvinamurungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tariro Dzvinamurungu; Ruth Dzvinamurungu; Thomas Dzvinamurungu; Ruvimbo Dzvinamurungu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMbugwe vanoti murungu (hollow piece of wood used as drum or as quiver) kureva chimuti chine mhango chinogadziriswa ngoma kana goba.
  • Herero vanoti omu-rungu (n. countenance; face; front side). Mamwe mazwi: omu-rungu (n. look, aspect).
  • Noni vanoti lungu (n. room) kureva rhumu.