Harpia harpyja 001 800.jpg

Gondo (Eagle) ishiri huru inowanikwa muzviwumbe zvose kunze kweAntarctica. MuZimbabwe makondo anozivikanwa nekudya nhiyo zvikurusei kumaruwa.

TsikaEdit

Muimbi Oliver Mtukudzi akaimba "Gondo rapotsa nhiyo, rine shungu, rinofunga zvokuparadza".

TsumoEdit

  • Gondo harishari, rinokumba nemarara. An eagle will grab anything around its target including debris.
  • Rukodzi haashayi kana ashaya anokuwa marara. A hawk does not miss its target, if it does it falls on anything.