Gutu sezita
Gutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Dr. Stephen Gutu, Veronica Gutu, Dr. Stephen Takundwa Hamamaoko Gutu, Nobert Gutu, Chishamiso Gutu, David Gutu, Rudo Gutu; Rumbidzai Gutu; Kudzai Gutu; Obert Gutu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Kikongo vanoti kutu (n. Scabbard; sheath) kureva chihara.
- Barotse vanoti mukutu (sheath, holster) kureva chihara. Nyungwe vanoti khutu (n. ear) kureva nzeve.
- Kimbundu vanoti -kuta (v. to tie) kureva kusunga. Mazwi anotodzera: hutu (n. bag).
- Sukuma vanoti gutu (n. ear) kureva nzeve. Kikongo neChewa vanoti kutu (n. ear) kureva nzeve.
- Lugwere vanoti kikutu (n. husk; outer membranous covering of some fruits or seeds) kureva mashanga.