Kusunga (to tie) zvinoreva kubatanidza kunoitwa neshinda kana netambo.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Kusunungura (to untie) zvichireva kupfundunura zvakasungwa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • BaKalanga vanoti sungunula (untie; remove a bandage; unwrap) vachireva kusunungura. VaKongo vanoti kuta (v. tie) kureva kusunga.
  • VaSwahili vanoti funga (tie on/up,. tie with a cord or string. 2. fasten, secure; 3. close, shut, lock, imprison). VaGungu vanoti kubboha (v. tie; imprison) kureva kubopa.
  • Lubwisi vanoti kuboha (v. Tie, bind with cords) kureva kubopa.
  • VaLenje neVaTonga vanoti kuanga (to tie, to bind, to fasten, harness) kureva kusunga. VaTonga vanoti kuangulula (to untie, to unbind, to unfasten) kureva kusunungura.
  • VaShambala vanoti kushunga (to bind) kana kushungula (to loose; to open, to undo). VaKongo vanoti sunga (v. to wrap in a shroud, to enshroud, wrap a corpse) kureva kuputira.
  • Kinande vanoti emísúnulire (v. way of detaching, loosening or to let something out) kureva masunurire.