Kusunga
(runangakatsva kubva kuKusunungura)
Kusunga (to tie) zvinoreva kubatanidza kunoitwa neshinda kana netambo.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kusunungura (to untie) zvichireva kupfundunura zvakasungwa.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- BaKalanga vanoti sungunula (untie; remove a bandage; unwrap) vachireva kusunungura. VaKongo vanoti kuta (v. tie) kureva kusunga.
- VaSwahili vanoti funga (tie on/up,. tie with a cord or string. 2. fasten, secure; 3. close, shut, lock, imprison). VaGungu vanoti kubboha (v. tie; imprison) kureva kubopa.
- Lubwisi vanoti kuboha (v. Tie, bind with cords) kureva kubopa.
- VaLenje neVaTonga vanoti kuanga (to tie, to bind, to fasten, harness) kureva kusunga. VaTonga vanoti kuangulula (to untie, to unbind, to unfasten) kureva kusunungura.
- VaShambala vanoti kushunga (to bind) kana kushungula (to loose; to open, to undo). VaKongo vanoti sunga (v. to wrap in a shroud, to enshroud, wrap a corpse) kureva kuputira.
- Kinande vanoti emísúnulire (v. way of detaching, loosening or to let something out) kureva masunurire.