Rukova
(runangakatsva kubva kuHovana)
Rukova (n. brook) pahuwandu tichiti hova.
Tsumo
chinjirudzaMitauro yeBantu
chinjirudza- VaTsonga vanoti nkova (n. valley). Chopi vanoti nkova (n. damp ground near a river). Bena vanoti mukoga kureva rukova. Zigula kono kana makono (arm of a river).
- Yao vanoti nduluko (the source of a stream). Mamwe mazwi: lusulo kana kasulo (stream) kureva kakova. VaGanda vanoti lukoba (a strap; belt, whip; lash). Chuma sezita
- Lozi vanoti -minyauka (v.i. to meander (river), to snake, to wind about, to zigzag; 2. to wriggle, to frisk). VaNyoro vanoti rukoba (a strap).
- VaBukusu vanoti kumwoombe (n. course or bed of a river). Herero vanoti hova (v. to go through a river lengthwise) kufamba murukova uchirutevedza.
- Herero vanoti okusurumuka (v. swelling of a river). Mamwe mazwi: omusuro (n. swelling on the body, boil, tumour). Sura (pp. swollen).