Hwami kana Bwami ishoko rinoshandiswa kureva zviri zasiyo:

Dumidzo chinjirudza

  • Hwami kana Bwami - kureva mutungamiri we Ubwami wechirume.
    • Mukadzi anenge achinzi Bwamikadzi kana Hwamikadzi.

Zita chinjirudza

Mamwe mashandisirwo chinjirudza

Mitauro ye Chibantu chinjirudza

  • VaNyarwanda vanoti umwami (king; lord) vachireva mambo. Mazwi anotodzana: ubwami (kingdom) vachireva humambo.
  • Baila vanoti mwami (n. chief) kureva Ishe. Mamwe mazwi: shabwami (one who has authority) kureva munhu ane mvumo kana simba rekuita. Bwami (authority).
  • VaGwere vanoti bwami (chieftainship, position of chieftain) vachireva hushe kana chigaro chehushe.
  • VaWanga vanoti omwami (chief; important person; title of respect to men) vachireva Ishe. Kinande vanoti omwami (n. The King).
  • VaLenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave) vachireva sadunhu, Ishe, munhu asiri muranda.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.