Republic of Indonesia
Republik Indonesia
Rwiyo: Indonesia Raya, "Great Indonesia"

Indonezhiya (ku Chingezi: Indonesia) inyika iri muEzhiya.

Guta guru racho iJakarta.

Nyika iyi ine miganhu nePapua New Guinea, East Timor, Malaysia, Singapore, Philippines, Australia, Palau neIndiya.