Gray1120-kidneys.png

Itsvo kana chingamo (Kidneys) inhengo dzemuviri dziripo mbiri dzinoita basa rekumimina ropa dzichirichenesa nokubvisa tsvina. Zvinenge zvabviswa muropa zvinoenda kudundiro - bladder.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti inso (kidney) kureva itsvo.
  • VaBarawa vanoti nso (kidney) kureva itsvo.
  • VaSwahili vanoti nso kana figo (kidney) kureva itsvo.
  • VaVenda vanoti tswio (n. kidney) kureva itsvo.