Furidzo

Furidzo (Bladder) zvichireva nhengo yemuviri inotakura mutundo usati wabuda. Mhuka dzinotunda kubva mudende irori rinonzi furidzo.

Mitauro yeBantuEdit