Open main menu

Mutundo (Urine in English) mutuvi unobuda panhengo yesikarudzi kuvanhu uye kumhuka. Mvura iyi inoburitsa tsvina dzinobva muropa remunhu, tsvina idzi dzichirasirwa panze. Kuvarume mutundo unobuda nechubhu iri pamboro, kuvakadzi unobuda nepachubhu iri nechekumusoro kwenhengo yezasi.

Mitauro yaBantuEdit

  • Mururimi rweLenje vanoti mukoso (urine) kureva mutundo.
  • Mururimi rweDigo vanotimukodzo kana mkodzo (urine) kureva mutundo.
  • Mururimi rweChewa kukodza (to urinate) kureva mutundo.
  • Vatauri veKidawida vanoti kukojela (v. urinate) kureva kutunda.
  • Vatauri veKizigua vanoti kukoza (v. urinate; pee) kureva kutunda.
  • Vatauri veKidawida vanoti makojo (n. urine) kureva mutundo.
  • VaHerero vanoti nyina (v.i to piss, discharge urine).
  • VaHerero vanoti omanyina (n. piss, urine).
  • VaKongo vanoti manjene (n. urine) kureva mutundo.