Jingabenyu
Jingabenyu kana gutebenyu (biosphere) apa kureva nharaunda yakakomba Pasirose inowanikwa zvinhu zvipenyu zvinosanganisira: vanhu, mhuka, miti, maruva, hove zvichingodaro.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Jingamweya (n. atmosphere) igute romweya watinofemba uyo wakatikomberedza.
- Jingarukota (n. troposphere) igute rakakomba Pasirose rinowanikwa mhepo dzinomonereka.
- Jingasanza (n. Stratosphere) kureva chikuta chakakomba pasirose chine mizera yakapandana yakaumba chikuta ichi.
- Jinga reGomo (n. area at the foot of a hill or surrounding a hill) zvinoreva nzvimbo iri muzasi uye pedyo negomo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Luwanga vanoti oluchinga kana olukuku (coast, shore, banks). Kikongo vanoti jingidila (surrounding animals in a hunt).
- Chewa vanoti kuchinga (to fence). VaChewa vanoti chinga (a fence, a temporary stockade).
- IsiZulu vanoti jinga (v. Be continually at, keep near to, stick close to, follow closely; importune, pester; frequent).
- Zulu vanoti umjingandlu (1. Species of brown snake, fond of frequenting huts. 2. Boy who habitually stays at home. Lit. what frequents the house).
- Kimbundu vanoti jinga kana jinge (always, ever; at all times; evermore). Mamwe mazwi: kujinga (strolls, surrounds, whirlpools).