Jingasanza
Jingasanza kana jingausanza (n. Stratosphere) chikuta chakakomberedza Pasirose chine mipanda yakachiumba ine chimiro chakadiyana zvichienderana nechinhamwe kubva pasi.
Izwi rokuti strata rinoreva a cover, spread, scattered, strew. Fananidzai ne mazwi e mitauro yeBantu ari pasi ayo.
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Jingabenyu (n. biosphere) inzvimbo yakakomba nyika inowanikwa zvinhu zvipenyu..
- Jingamweya (n. atmosphere) igute romweya watinofemba uyo wakatikomberedza.
- Jingarukota (n. troposphere) igute rakakomba Pasirose rinowanikwa mhepo dzinopotereka.
- Jinga reGomo (n. area at the foot of a hill or surrounding a hill) zvinoreva nzvimbo iri muzasi uye pedyo negomo.
- Hwarasanza (n. platform, scaffold, table) kureva chivakwa chiri pakakwirira chine mapango akatsigira sedara
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti kusanzama (v. sprawl; spread; scatter). Mamwe mazwi: kusanzeka (n. vastness, breadth).
- VaKongo vanoti esanza (n. shelf) kureva sherufu.
- VaTonga vanoti Cisanza (raised platform to store maize) kureva dara. Kwama vanoti sanza (n. bed) kureva mubhedha.
- VaMambwe vanoti -panga usanza (n. to make a bed) kureva kugadzira mubhedha.