Jumjum
Jumjum mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudzaMamwe Mazwi
chinjirudza- Jumjum vanoti dula (vn. collecting) kureva kuunganidza.
- Jumjum vanoti düllüŋ (n. open area) kureva nzvimbo yakatambanuka.
- Jumjum vanoti guuŋ (n. dog) kureva mbwa.
- Jumjum vanoti gun (n. side of body) kureva rutivi pamuviri.
- Jumjum vanoti gülküte (n. dove, ) kureva njiva.
- Jumjum vanoti Jooŋ (n. God) kureva Mwari.
- Jumjum vanoti jon (n. chest, heart) kureva moyo.
- Jumjum vanoti jüülo (n. goat, female goat) kureva mbudzi.
- Jumjum vanoti kän (n. stomach, belly) kureva dumbu.
- Jumjum vanoti kïïmmä (n. heart) kureva moyo.
- Jumjum vanoti lemmä (n. tongue) kureva rurimi.
- Jumjum vanoti mana (anyone, person ) kureva munhu.
- Jumjum vanoti paadi (v.tr. spread, plaster).
- Jumjum vanoti paari (v.tr. wrap) kureva kuputira.
- Jumjum vanoti pare kana paru (adv. alone) kureva wega.
- Jumjum vanoti ṭoŋ (n. crowd) kureva mhomho.
- Jumjum vanoti waawa (n. fatherꞌs sister, aunt) kureva tete.