Kamwendo
Kamwendo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Evaristo Kamwendo; Miranda Kamwendo; Phillip Kamwendo; Milton Kamwendo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.