Kapandira
Kapandira izita rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili inoti mpando (1. act, time, method of planting, sowing. 2. row of plants. 3. furrow, bed).
- Xilenge inoti payela (v. dig & plant at the same time). BaKalanga inoti pandila (v. to plough dry soil, without moisture).
- Swahili vanoti mpanda, mpandaji, mpaneli, mpanzi (planter, sower) kureva uyo anodyaira kana mudyari.
- Swahili vanoti panda kana pandika (sow, plant; grow, raise plants). VaSwahili]] vanoti pandikiza (plant out, transplant seedlings).
- Lozi vanoti panda (prepare medicine - drug, charm, poison). Mamwe mazwi: pandila (use drugs for or against; apply medicine or bandage).