Mupando
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- VaNyungwe vanoti mpando kana mipando (n. bench/es) kureva bhenji.
- Chikunda vanoti mpando (n. chair) kureva chigaro. VaGulu vanoti map'ando (n. sticks) kureva zvimiti.
- VaSwahili vanoti mpando (1. act, time, method of planting, sowing. 2. row of plants. 3. furrow, bed.).
- VaSwahili vanoti mpanda, mpandaji, mpandi, mpanzi (planter, sower) kureva uyo anodyaira kana mudyari.
- VaSwahili vanoti panda kana pandika (sow, plant; grow, raise plants). VaSwahili vanoti pandikiza (plant out, transplant seedlings).