Kaundo
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaSwahili vanoti muundo (1. building, structure, 2. pattern , model; 3. form, shape) vachireva chivakwa kana chiumbwa.
- VaSwahili vanoti unda (make, construct, fit together, form) vachireva kuvaka, kuumbanidza kana kudungira.
- VaLuganda vanoti kaundo (n. a bat).
- VaChewa vanoti unda (1. to make mound, buildwith clay, earth as white ants; 2. to make a platform with earth).
- VaLozi vanoti muundo (n. short mud dyke having gaps where fish traps. can be set).