Kisaka izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Job Kisaka; Tegra Kisaka; Sandra Kisaka; Eva Kisaka.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luwanga inoti okhuremasaka (cut down bush and dig up ground; break new ground) kureva kutema sango nokurima ivhu.
  • Giryama vanoti tsaka (forest) kureva sango. Giryama inoti Mudimu-tsaka (wild lime tree) kureva muti wemaLime wemusango.
  • VaGanda vanoti ekisaka (bush). VaBwisi vanoti kisaka (n. bush, forest, uncultivated land) kureva sango.
  • Lenje inoti Lusaka (thickly wooded forest) kureva sango rine miti yakabatana. Kikuyu vanoti kethaka (n. bush) kureva tsaka.
  • Kikuyu vanoti kisaka (n. bush, thicket, jungle, forest) kureva tsaka.