Kitongola izita remhuri rinowanikwa kuKenya neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Megan Kitongola; Sarah Kitongola; Sagesse Kitongola; Tantine Kitongola.
  • Mamwe mazita: Mutongori; Matongora.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mambwe vanoti -tongola (v. to shell beans, peas, etc.; to shell a great quantity of beans, peas). Mamwe mazwi: -tongoka (v. to shed seeds or to fall from pods).
  • Baila inoti Kitongola (peanuts broken up, cooked with salt)) inzungu dzakamenywa nokukangwa. Kimbundu inoti kitongola (n. truth, faith) kureva chokwadi.
  • Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization; association). Mamwe mazwi: kwetongola (be independent).
  • Lubwisi vanoti kuba mu kitongole (belong to an organization). Mamwe mazwi: kutaaha kitongole (join an organization).