Kitundu sezita
Kitundu izita remhuri rinowanikwa muTanzania neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Binti Kitundu; Happyness Kitundu; Divine Kitundu; Joseph Kitundu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lugwere inoti kitundu ( region, location, area, locale, community). Mamwe mazwi: kyalo (n. community).
- Chewa neTumbuka vanoti mtundu (n. kind, tribe). Nsenga vanoti mtundu (kind, sort, quality).
- Mang'anja vanoti mtundu kana ntundu (n. tribe, a sort or kind of anything; race; variety) kureva rudzi.
- Luganda inoti ekitundu (n. part, piece, segment; portion; member of the body; district; paragraph; sect; section, denomination).
- Luganda inoti ekitundu eky’ekkumi (n. tithe). Luganda inoti ekitundu ky’ensi (n. region).