Kuchera, sezita

Zita rekuti Kuchera rinowanikwa munyika yeZimbabwe. Tarisai chinyorwa chinonzi kuchera kuti munzwisise zvinoreva zita iri.

Vanhu vane zita iri: Murombedzi Kuchera. Mamwe mazita ari pedyo ndeanoti: Machera, Jera, Jerandoga, Jerahuni kana Mucheri.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti chela (pluck or gather flowers or fruit) kureva kuchera michero.
  • VaLozi vanoti sela kana selile ( v.t. to gather natural products (wild fruit, fish, etc.)) kureva kuchera michero.
  • VaLozi vanoti museli kureva munhu anochera muchero. Maconde vanoti lichela kana machela (harvest time).
  • Kikuyu vanoti kochera (to walk) kureva kufamba. Mamwe mazwi: mucheri (walker) kureva mufambi.