Kuchinjika
Shoko rokuti kuchinjika (across, transverse in English) rinotaurwa kana chinhu chakarariswa chichitevedza hwasha kwete hurefu kana hukwidza. Somuenzaniso mahwere anovhariswa padanga remombe anotsvetwa akachinjika musuwo wedanga. Bhiriji rinoyambuka rwizi rakachinjika.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Danda kana muhomba wakachinjika unodanwa kunzi jinjikwa.
- Kuchinjika (v. to be across).
Mamwe mazwi
chinjirudza- Kuchingama (lie across; slant).
- Kuchingamidza (run across to meet someone; put by the fire).
- Kuchingamira (bask, as in the sun or by the fire).
- Kuchingamisa (cause to lie across).
- Kutambika (to cross things; to lay one thing across another) zvichireva kuchinjika. Zvichida ndipo panobva zita rinonzi Mutambikwa??
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Mfundisi akachinjika mawoko ake achinamatira vachati: the Pastor crossed his hands when he prayed for the bride and groom.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaMambwe vanoti -cingama (to be placed cross-wise, to lie across) vachireva kuchingama.
- VaMambwe vanoti -cinganya (to lay across, crosswise) vachireva kuchingama.
- VaMambwe vanoti kupendama (to screen, protect, shelter, shade, come between) vachireva kudzivira.
- VaSwahili vanoti kingama (be between, be in the way; cut across, intersect).