Kupereka (handing over) zvinoreva kugamuchidza chinhu chiri kupiwa semubhadharo, kana mubayiro.

  • Kupereka (to accompany, send one on his way).
  • Kuperekedza (to accompany).
  • Kupereka (to take or send a person or things to someone).
  • Kupereka (to serve, to wait on).
  • Mupereki (waiter at a table) munhu anoshandira vamwe panguva yekudya achivaigira chokudya.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Munhu ari kutenga anopereka mari kumutengesi.
  • Tete vaenda kunopereka muzukuru wavo kumurume wake mutsva.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • VaNyungwe vanoti kupereka (n. carry) zvichireva kubereka.
  • Barawani neVaSwahili vanoti peleka (take to a particular place or person, convey, transport. 2. send, transmit, deliver. - simu. telegraph, wire. 3. lead, conduct, escort).
  • Swahili vanoti mpelekwa (1. messenger, courier. 2. envoy, delegate). Dinka inoti kam (n. forearm; cubit) kureva ruwoko.
  • VaWabo vanoti opelreka (treat with malice) vachireva kupereka.