Shoko rokuti kupingura (interjecting to correct) zvinoreva kupindira pane zvataurwa munhaurwa nechinangwa kugadziridza mashoko uchiruramisa kuti chokwadi chaicho chibude pachena.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Psalm 118:21, Ndinokubonga, ngokuti iwewe wakandipingura, ukaita muponesi wangu: I will praise you, for you have answered me, and have become my salvation.
  • Mambo Mwari ngaakupingure ngezuva rokutambudzika: May the Lord answer you when you are in distress. (Psalm 118:21, Bhaibheri reChiNdau).
  • Mambo Mwari ngaauraye kubva kumatende aJacob munhu wese anoita izvi, mupupuri wese nokuti mupinguri, nouwo unopa munikero kuna Mambo Mwari wehondo: May the Lord cut off from the tents of Jacob anyone who does this — any to witness or answer, or to bring an offering to the Lord of hosts. (Malachi 2:12, Bhaibheri reChiNdau).

Tsika chinjirudza

  • Mapingure izita remhuri ringadaro richireva kuti muridzi wezita aiva netsika yokupindira munyaya nechinangwa chekugadzirisa zvataurwa kuti zvisvike pachokwadi, pamazvirokwazvo.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Umbundu vanoti pinga (v. ask) kureva kubvunza. VaMambwe vanoti kapingula (adviser, assessor, interpreter, jury in court, sort of lawyer).
  • VaMambwe vanoti kupingula (1. to give advice to a person concerning a lawsuit; 2. to pass judgement on, to condemn).
  • VaMambwe vanoti upingululo (the breaking of a judgement or verdict; the reasons given for doing so). Mamwe Mazwi: upinguzi (a judgement, verdict).
  • VaBemba vanoti pingula (decide). Mamwe mazwi: ubipingulo (decision). Mamwe Mazwi: bipingushi (judgement) kureva mutongo.