Kutandira

Kutandira (to spread out) zvinoreva kutambarara - sokuti kutandira somunyemba.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaDigo vanoti kutanda kana tawanya (to spread out e.g. cloth) vachireva kutambanudza kana kuparadzira.
  • VaDigo vanoti kutandaza (to spread out a heap) vachireva kuparadzira.
  • VaSwahili vanoti utando kana utandu (something spread or stretched out) kureva utande.