Dzvatsvatsva

(Redirected from Kutandira (Dandadzi))

Dzvatsvatsva kana nyarutanda (Spider) kapuka kemhando yembuyu kane makumbo masere(eight) kane marudzi akawanda. Vamwe vatauri vanoti dzvatsvatsva.

Buwe kana buve (A poisonous hairy spider). Pahuwandu toti mapuwe.

Buwe

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaKalanga vanoti ludandi (spider's web) kureva dandadzi.
  • VaZigula vanoti kutanda (spread out, spreading out). Sokuti Nkhunde zitanda - (the beans have spread out) - bhinzi dzatandira.