Kutarangana

(runangakatsva kubva kuKutaramuka)

Kutarangana (to be spread out, spaced, at a distance from each other) kureva zvnhu zviri kure nekure.

Mazwi eBantu chinjirudza

Fananidzai mazwi ari pasi ayo nezwi rokuti runhare (telephone).

  • VaYao vanoti kutalikanyana (to be distant from each other) kureva kutarangana. VaBemba vanoti butali (length) kureva hurefu. VaKwere vanoti lutali (long) vachireva hurefu.
  • VaYao vanoti kutalika (to be distant) vachireva kuti kure. VaYao vanoti chilambo cha kwakutalika (a distant country) vachireva nyika iri kure.
  • Nyakyusa vanoti pa-tali (far) kureva kuti kure. Mamwe mazwi pabu-tali (long) kureva kurefu. Ndali (long) kureva refu. Bwile vanoti mutali (adj. long).
  • VaMambwe neVaShambala vanoti utali (n. height. length). VaGulu neBemba vanoti kutali (afar) vachireva kure. VaNyungwe vanoti citali (long) vachireva hurefu.