Kutukana (to quarrel, to insult each other) zvichireva kutaudzana zvakashata nemashoko anorwadza ekunyomba kana kushora kana kurwadzisa.

  • Kutuka (to scold, to insult, to revile).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Kinyarwanda vanoti gutuka (to insult, to revile, to curse, to slander). VaGiryama vanoti mahukano (to abuse or revile each other).
  • VaWanga vanoti okhusolana (quarrel, squabble) kureva kusorana.
  • Zigula vanoti tukano kana matukano (Insult, abuse, derogatory) kureva kutukana.
  • Luganda inoti kolima kana kolimira (curse; utter curses) kureva kutuka. Sangho vanoti zonga (v. curse) kureva chituko.
  • Kikongo vanoti ndevo (a curse, an abuse) kureva kutukana. Herero inoti tonda (abominate; curse; swear) vachireva kutuka.
  • Lunda vanoti shina (v. curse) kureva kutuka. Nyaneka vanoti ndaka (obscenities, indecencies. injuries) kureva zvinyadzi.
  • Lozi inoti tukufala (to be worried; to be in pain). Lozi inoti tukufaza (to worry, to torment, to tease).
  • Lozi inoti mutukufazi (one who torments or causes worry). Uyo Ibibio vanoti tok (v. curse; use abusive words) kureva kutuka.