Luambu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: David Luambu; Pricile Luambu; Cedrick Luambu; Justine Luambu; Ketchia Luambu.
  • Mazwi ari pedyo: Muyambi sezita; Ruambu sezita..

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo vanoti luambu (n. help, assistance, succour, support). Hadiyya inoti amba (n. vicinity, village, settlement, neighborhood).
  • VaGwere vanoti kuyamba (help, aid, assist) kureva kubatsira. Mamwe mazwi: buyambi (help) kureva rubatsiro.
  • VaGungu vanoti muyambi (helper) kureva mubatsiri. Oshindonga inoti omwiiyambi (volunteer).
  • Luganda inoti obuyambi (help; assistance), kureva rubatsiro. Luganda inoti oLuambu (assistant), kureva mubatsiri.
  • VaBukusu vanoti khuuaambana (cooperate, unite, stick together, adhere, be consolidated) kureva kubatsirana