Mabanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Nakaishe Mabanga; Vimbai Mabanga; Paul Mabanga; Zanele Mabanga.
  • Mazwi ari pedyo: Mapanga sezita, banga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti mabanga (n. shells, oysters).
  • Swahili vanoti panga kana mapanga (Pinna shellfish).