Mapanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Epson Mapanga; Innocent Mapanga; Hillary Mapanga.
  • Mamwe mazwi: Mabanga sezita, mapanga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaMambwe vanoti mapanga (any marvellous thing causing admiration) kureva zvinhu zvinoyevedza norunako.
  • Swahili vanoti panga kana mapanga (Pinna shellfish). Kimbundu vanoti mabanga (n. shells, oysters).
  • VaGungu vanoti ihanga kana mahanga (n. tribe, nation, country).
  • Shilenge neNsenga vanoti panga (an empty thing). Mamwe mazwi: mapanga (emptiness).