Mabiri sezita
Mabiri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Francis Mabiri, Ken Mabiri, Mabiri Mhangana.
- Mazwi ari pedyo: Biri sezita, kubira rwizi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.